Zvishongedzo “zvivezwa” zvemudzimba ne mapindu
- Zvematombo
Tine mhuka diki, mhuri, mifananidzo yevanhu vasina nguwo, uye zvimwe Zvinoratidza zvakawanda apo chiri chimwe, Chimwe nechimwe chakagadzirwa nemaoko uye chine hunhu hwacho chega. Zvakagadzirwa mudzimba uye mishandirapamwe iri pedyo nemisha nemunzvimbo dzakasiyana siyana.
- Zvemarata ne simbi
Zvinogadziriswa zvacho marata nemasimbi akaraswa. Zvinochekwa nezvigero . Zvinonamwa zvichibatanidzwa nemoto zvichiumba mhuka kana shiri dzinoshamisa nekufadza. Nedzimwe nguva vanopenda kana kusiya zviine ruvara rwazvo. Munokwanisa kuzvirongedza zviri nyore kana kuzviisa muzvikwata zvinoyevedza mumapindu kana mudzimba.
- Zvivezwa Zvemiti
Nharaunda uyeu vanku vamogadzira mifamamidzo inoshamisa. Huyai muome runako uye mweya umokosha uri muzvivezwa izivi.
- Functional
Machira, Ndiro dzmeti, Hari uye matombo. Chimwe mechimwe Chirie chmiro chako uye chimoshamda mukurarama Xwedu mazuva ose.